mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/03/01.txt

1 line
372 B
Plaintext

\c 3 \v 1 Uye petro na Johani wakakwira wese wachieda kutembere nguwa dzekunamata (panguwa dzepfumbamwe); \v 2 Zvino umwe murume akanga aberekwa arichirema kubva mudubu ramai wake, mazuwa ose waimuisa pamusowo wetembere, rainzi musowo wakanaka, kuti akumbire mare kune waya waipinda mutembere. \v 3 Iye paakaona Petro na Johani wachipinda mutembere, iye akawakumbira mare.