mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/02/46.txt

1 line
261 B
Plaintext

\v 46 Uye wakaramba wakachinga nekubatana mukereke, wachipanana zvigwa umba ne umba, wariya wese nemufaro nechokwandi chemoyo. \v 47 Wachirumbidza Mwari, wachipa nyasha kwaari, wanhu wese wachitenda. Uye zuwa ne zuwa Mwari aiwedzera kereke kune waya waiponeswa.