mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/02/40.txt

1 line
331 B
Plaintext

\v 40 Nemashoko majinji iye anopa zvapupu, wachikutsiurai, wachiti: Zviponesei parudzi rakaoma! \v 41 Nokudaro wagamuchira shoko nekuda kwakanaka wakababatidzwa; uye wakaponeswa muzuwa racho mweya unokwana zviuru zvitatu wakawedzirwa. \v 42 Uye iwo wakaramba warimudzidziso yewapostora, mukudzwanana, mukudya chigwa, nemuminamato.