mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/02/22.txt

1 line
442 B
Plaintext

\v 22 Warume waIsraeri, izwai mashoko aya: Jesu wenazareta, murume akabvumirwa na Mwari kwatiri, nezviratidzo, nemunana, nezviratidzo, Mwari yakaita pamberi pawo, kuti imi muziwo; \v 23 murume uwo akaiswa mumawoko enyu neurogwa uye nekuziya zvirimbiri kwaMwari, uye imi makamurowerera pamujijigwa muchibatsirwa nawanhu wakaipa uye makamuraya; \v 24 Naiye Mwari akamumutsa, achimubvisa mumarwadzo yerufu; zvakanga zvisigaite kuti abviswa naye;