|
\v 16 Asi izvi ndizvo zvakataurwa namuporofita Joere: \v 17 Zvichaitika kuti mazuwa yekupedzisira, Mwari anoti: Ndichadurura Mweya wangu kunyama yose, wana sikana newana kumana wachaporofita, uye majaya wachaona zviratidzo, uye wakuru wenyu wacharota hope; |