mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/01/09.txt

1 line
389 B
Plaintext

\v 9 Uye apedza kutaura zvinhu izvi, iwo pawai muwona, iye akatorwa nekumusoro, uye gore rikawafukidza pamaziso awo. \v 10 Uye iwo wanemaziso akatarisa kudenga, iye paakaenda, warume wairi wane guwo dzichena akawa pamberi pawo; \v 11 Iwo wakati: Murume mugararea, murikutariserei kudenga? Jesu iwo, akatorwa nekumusoro achienda kudenga, achauya sekudara, mawoneru amaita achienda kudenga.