\v 31 Mozisi, achiona izvi, akachamiswa nechiratidzo; achienda kuti anoona, inzwi raIshe rakauya kwaari, \v 32 Ini ndiri Mwari wana baba wako, Mwari waAbrahama, Mwari waIsaka, Mwari waJakobho. Uye mozisi akatya, aina kunyatso tarisisa.