\v 6 Uye zvino, nekuda kwechipikirwa chakaita Mwari nanababa wenyu, ini ndiripano ndichitogwa. \v 7 Marudzi yedu gumi namawiri, wakaramba wachichandira Mwari zuwa nemanheru, mirai isviki; netariro, mambo Akripe, Ini ndinopomerwa nemajuda. \v 8 Ndinotonga zvakanaka kwamuri kuti Mwari anomuswa wakafa?