\v 17 Zvakaitika kwandiri, pandadzoka kuJerusarema, pandai namata mutemberi pakauya, ndakabatwa neMweya; \v 18 Ini ndawona uya aindiudza: Kasika uye buda muJerusarema, nekuti awabvumi kupupura kwano kwandiri.