\v 24 Akasvika umwe mujuda, ainzi Aporosi, Achizvarwa cheArekizandira, akanga arimurume akadzidza, aino ruziwo rwamagwaro chaizvo. \v 25 Akanga akadzidziswa nzira dzaIshe; kunyangwe waiziwa rubhabhatdzo rwaJohani. \v 26 Akatanga kutaura musinagogi asingatye; Akwira na Prisita, achinzwa, wakatitora, wakachatso kutsanagura nzira dzaMwari.