\v 27 saka tatumira Juda na Siria, wachakuudzai zvenyu pachawo. \v 28 Nekuti Mweya Mutswene wakauya kwatiri, kuti tirege kukuremedzai mutoro upi zvawo unopfura zvinodikanwa izvi: \v 29 Munofanira kurega zvokudya zvakabayirwa zvemufananidzo, neropa, nenyama yemhuka dzakapiwa uye neupombwe; imi makachegeta, itai zvakanaka. Rambai muchiita zvakanaka.