\v 10 Saka zvino, sei muchiendza Mwari, munoisa joko rinorema kuwadzidzi; kugona kutakurwa nesu kana nemadzibaba yedu? \v 11 Asi tinotenda kuti nenyasha dzaIshe Jesu Kristu, isu takaponeswa, kunge iwo zvekare.