\c 15 \v 1 Amwe wakanga wakadzika kuJudea waidzidzi dzimwe hama, wachiti: Kana imi mukasa checheudzwa maererano netsika yaMuzisi , haakwanisi kuponeswa. \v 2 Izvi zvakasvitsa Pauro na Bharabhasi kwawari, saka Pauro na Bharabhasi, kuti waende kuJerusarema Pamwe chete nawamwe vatendi kuti wadoona wapostori navakuru pamusoro peshoko iri.