\v 19 Aparadza wanhu waigra munyika yeKanani, kuti iwe nhaka yawo. \v 20 Zvapera izvi, makore anemazana mana namakumi mashana, naizwozwo akawapa watongi, kuzvikira nguwa yaSamueri.