\v 17 Nokudaro, Mwari akawapawo zvipo zvakafanana nesu, takatenda kuna Ishe Jesu Kristu; Ini dakandiri aniko, kuti Ndirambidze Mwari? \v 18 Pawakanzwa zvinhu izvi, wakadzikama, wakakudza Mwari, wachiti: Nokudaro Mwari apawo wahedhini kuzvidenma kuupenyu.