\v 59 Uye wakamutema na mapowe Stefani, aidanidzira achiti: Ishe Jesu, gamuchirai mweya wangu. \v 60 Uye akapfugama, akadanidzira neinzwi guru: Ishe, musawa range nechiwi ichi. uye apedza kutaura izvi akafa.