\v 33 Iwo, wachinzwa izvi wakazadzwa wakashatirwa uye wakada kuwauraya. \v 34 Asi, akasimuka umwe mukuru wedare akanga arimufarisi, zita rake ainzi Gamarieri, mudzidzisi wemutemo, anoremekedwa newanhu wese, akaisa wapostora kunze kwenguwa pfupi.