\v 24 Uye wachinamata, wakati: Imi, Ishe, munoziwa moyo yemunhu wose, munoratidza wawiri wamakasarudza. \v 25 kuti amwe umwe wekuchumira uye newapostore, Juda akatsauka akaenda kutsvimbo yake. \v 26 Uye wakamukandira mijenya; uye mijenya yakawira pana Matiasi. uye iye akatanga kuweregwa panegumi nomumwe kuwapostora.