\v 15 Mazuwa iwawo, wanhu wajinji wakawungana wanhu wanosvika zana namaku mawiri, Petro akasvimuka pakati pewadzidzi akati: \v 16 Warume hama, zvinofanirwa kuzadziswa zvakanyorwa, kuti Mweya Mutswene, nepakati pemurumo waDhavhidhe, akazviona kuna Juda, akabatsira kutungamirira waya wakasunga Jesu.