mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/26/19.txt

1 line
366 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 19 Saka, ipapo mambo Agripa, handina kuramba kuteerera kuchiratidzo chakabva kudenga. \v 20 Ndandakatanga kuparidza kuna awo waiwa muDhamasiko , neawo waiwe muJerusarama. NewaJudea, wese uye nekuwahedheniwo kuti watendeke wapetuke kuna Mwari. Wagoratidza kutendeuka kwawo nemabasa awo. \v 21 Ndizwo zwakaita kuti waJudha wandisunge muchechi uye waedze kundiuraya.