mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/23/12.txt

1 line
199 B
Plaintext
Raw Normal View History

\v 12 Uye zuwa rasvika, wajuda wakaita ragano, wakasvisunga nemhiko yekuzvituka kuti warege kudya kana kumwe kuzvikira wauraya Pauro. \v 13 Wakanga wari wanhu wanosvika makumi mana wakaita mhiko iyo.