mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/27/12.txt

1 line
371 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 12 Sezvo panomira chekepe pakanga pasina kunaka kuti wanhu wagarepo munguwa yechando, wazhiji wakabuda ipona, wachiona kuti wagasvike here kuFonisia, zvimbo yeKirete, achidzokera kwakanga kune mhepo kuwawirira nekumusoro, kuti ipona wapfure chando. \v 13 Mhepo yakadzikama yaibva dzasi, wakafunga kuti awana zvaida; akasimudza chimiso, wakaenda muhombekombe yeKirete.