mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/24/26.txt

1 line
259 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 26 Panguwa yacho iyona aifunga kuti Pauro achamupa mare saka aimudaidza Pauro nguwa yese achitaura naye. \v 27 Makore mairi adarika Pashiasi Fesitasi akatora nzwimbo ya Ferekisi asi nokuda kwe chokwadi Ferekisi aida kufadza waJuda akasiya Pauro ari mujeri