mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/23/28.txt

1 line
333 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 28 Uye ini, ndaida kuziwa kuti warikumupomererei, dakaida naye kuDare Gure kwawo. \v 29 Iwo waimupomera nekuda kwemutemo dzawo; iye akanga asina musva kana yerufa haro. \v 30 Padakaudzwa kuwajuda wakanga wakagadzirira kuti wauraye murume, ndichavhadakubvudza, ndatumawo waimupa mosva kuti wauye kuzotaura kuti aitei. iwe wakanaka.