mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/19/26.txt

1 line
461 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 26 Zvino munozvionawo nokunzwirakuti murume uyu Pauro akadzidzisa, kwete chete kuEfeso, asi Ezhia yose, akatsausa anhu wazhinjimuno muefesouye zviri pachena kuti nomunyika yose yeEzhia zvayo, anoti wamwari wakaitwanawanhu awasi hawasi wamwari chaiwo. \v 27 Zvino njodzi iripo ndewokuti arisi basa redu bedzi richarasikirwa nembiri yaro, asiyo tembere mwari wedu mukuru Aritemisi anoti awabatsiri, uye mukurukuru ake, kuEzhia yese munyika ngauye kuzoparadzwa.