mxc-MZ-chimanika_act_text_reg/15/36.txt

1 line
363 B
Plaintext
Raw Permalink Normal View History

\v 36 Kwapera mazuwa, Pauro akati kuna Bharabhasi: Ngatidzokere ndimbochanyire hama mumaguta matakaparidzira shoko raIshe, kuti tiwone kuti warisei. \v 37 Bharabhasi akakurudzira kuti watore Johani anonzi Mako. \v 38 Asi Pauro haana kuona zvakanaka kuti watore naye nekuti akanga ambomusiyapaPamufira wakanga wakasyana naye, wakanga wasina kuenda naye kubasa iro.