1 line
304 B
Plaintext
1 line
304 B
Plaintext
|
\v 11 Zvino, rwoko raIshe ruchaiya pamusoro pako, iwe uchawa bofu, usingachawone zuwa nemazuwa madoko. :Panguwa iwowo ubofu wakahara paari, akawona rima; achifamba mumicheto, aitsaka munhu kuti amubatsire kumubata rwaoko. \v 12 Mubati akti aona zvakanga zvaitika, akatenda, akachamiswa nedzidziso raIshe.
|