1 line
308 B
Plaintext
1 line
308 B
Plaintext
|
\v 9 Achibuda, akamutewera; asi akanga asingazviziwe kuti zwaiitwa nengirozi zvakanga zvichitoitika, aifunga kuti chiratidzo. \v 10 Achipfura musuwo wekutanga newechipiri, wakasvika pamusuwo resimbi, yaimutora richimuendesa kuguta, yakavhurwa naye; abuda, `akabudira murimwe nzira, ipapo ngirozi yakamusiya.
|