1 line
215 B
Plaintext
1 line
215 B
Plaintext
|
\v 5 Iye akati: Ndimi aniko Ishe? Iye akati: Ini ndini Jesu , waworikutewera. \v 6 Asi simuka upinde muguta; imumu uchaudzwa zvikuita. \v 7 Warume waenda kurwendo naye wakamira wakashaya chekutaura wachinzwa inzwi.
|