1 line
286 B
Plaintext
1 line
286 B
Plaintext
|
\v 29 Uye Mweya wakati kuna Firipi: Sendera pedyo gara mungoro yake. \v 30 Uye Firipi, akamanya, akanzua kuti iye aiwerenga muporofita Isaia, uye akati: Iwe anozwisisa zvauri kuwerenga? \v 31 Uye iye akati: ndinoziwa sei nekuti apana andidzidzisa? Uye akakumbira Firipi kuti agare naye.
|