napenepo, ine ndidalanga mumoyo mwangu: "Zvinaitika kuna phwephwa zvinadzaindiitikirawo. Napenepo, zvinamutsauko wanyi kuita nakugala wakutchenjera maningi?". Ndidapezesa mumoyo mwangu: "Izvi hazvilibe phindu basi". Kana munhu wakutchenjera kana phwephwa hawadzatsakaniwi