twx_1co_text_reg/07/17.txt

1 line
403 B
Plaintext

\v 17 Munhu ngararame upenyu bhasi upenyu waakapaswa naIshe uye waakadhainzirwha. Izvi ndizvo zvendinotumira kuma themberi ese. \v 18 Pane munhu wanga aka tchekerwha paakadhainzwua pakutenda? Iyena ngaasaedze kuwhandisa utchekeri. Anga ari munhu akatchekerwha ere paakadhainzwua pakutenda naMwari? Iyena adhikani kutchekerwha. \v 19 Nekudharoko, kana kutchekerwha kana kutama kutchekerwha azvina bhasa.