\v 8 Wadobva wakanganisa chaunga nowatungamiri woguta pawadonzva zvinhu izvi. \v 9 Asi mushure wakatora wamiriri wakaita kuti Jasoni nowamwe wabhadhare mari yokuti wachengetedzeke, nokudaro akawaita waende.