twx_mrk_text_reg/06/23.txt

1 line
343 B
Plaintext

\v 23 Uye wakamupikira: Zvese zvaunodha ndinokupasa, kana ukandikumbira hafu youtongi wangu. \v 24 Zwakadharo, musikaneo wakabhudha, wakaenda kobvunzisa atswari ake: Ndino Kumbirei? Uye atswari ake akamudhaira akati: Musoro WaJuau mubabatidzi. \v 25 Wakaenda kuna mambo nokukasika, akati: Ndingodha nokukasika musoro waJuau mubabatidzi munzui.