\v 22 Uye apana unokanda vinyu itswa mumudzio yokare, ngekuti vinyu inopwanya mudzio, yetchizotsweteka nomudziyoyo, asi vinyu itswa inodhikana kukanda mumuzwidzio itswa.