twx_2ti_text_reg/04/17.txt

1 line
332 B
Plaintext

\v 17 Asi Ishe akaramba arikudhiwi rekwangu uye akandisimbisa, kuitira kuti kudhainzira kudzadziswe nainini, uye kuitira kuti mahedeni hese amuzwe.Uye inini ndakabviswa pa moromo wambhondoro. \v 18 Ishe anozondisunungura pamabhasa ese akachata uye anozondiponese paumambo wake wekudhenga. Kwaari ngaiwe rumbidzo nokusingaperi. Ameni