1 line
355 B
Plaintext
1 line
355 B
Plaintext
\v 18 Zvino vadzidzi vaJoni navaFarisi vakanga vakazvinyima kuja. vamwe vanhu vakauya kwaari ndekuti, seiko vadzidzi vaJoni nevadzidzi ve vaFarisi vasizvinyima kuja, asi venyu vasingazvinyimi kuja. \v 19 Jeso akati kwavari, "zvino vanenge vauya kumuchato vangazvinyime zvekuja here chikomba chisiripo? kana vasinge vasine chikomba havangazvinyime zvekuja. |