sna-x-shangwe_mrk_text_reg/02/08.txt

1 line
232 B
Plaintext

\v 8 Pakarepo Jeso akaziva mumeya wake zvavaifunga pachavo. Akati kwavari, "Sei musifunga zvakadaro mumoyo yenu. \v 9 Chiniko chakareruka kuyi kune akafa mutezo, zvako zvaregerehwa,' kana kuti,'simuka simudza bonde rako uye famba'?