\v 51 Jeso akamupindura asiti, "uneda kuti ndikuitireniko?" murume bofu akati, "Mudzidzisi, ndineda kuona." \v 52 Zvino Jeso akati kwaari,"Enda. Kutenda kwako kwakuporesa." Pakarepo akatanga kuona, asivha akumutevera kwaaiyenda.