1 line
387 B
Plaintext
1 line
387 B
Plaintext
\v 20 Murume akati, "Mudzidzisi, zvese zvinhu izvi ndazvutevedzera kuvha ndiri mukomana wechidiki." \v 21 jeso akamutarisa akamuda. Akati kwaari, "Chimwe chinhu chausina. Unofanira kutengesa zvese zvaunazo upewo varombo, uye usazviunganidzira fuma yekudenga. saka huya, nditevere." \v 22 Nekuda kwekutaura uku akataridza kusafara asivha avha ipapo asina mufaro nekuti aive nefuma zhinji |