1 line
388 B
Plaintext
1 line
388 B
Plaintext
\v 17 Paakatanga hwendo hwake, umwe murume akadurunha kwaari akafugama pamberi pake akvhunza asiti , "Mudzidzisi akanaka, chiyi chandingaite kuti ndiwane upenyu husingapere?" \v 18 Jeso akati, "sei usiti ndakanaka? Hakuna munhu akanaka kunze kwaivo mwari voga. \v 19 Unoziva mirawo gumi: "Usauraye, usaite choupombwe, usabe, usapupure zvenhema, usaite hukoronyera, kudza baba namai vako," |