2 lines
458 B
Plaintext
2 lines
458 B
Plaintext
\c 10 \v 1 Jeso akavha panzvimbo iyi akenda kudunhu reJudhiyauye kunzvimbo iri mberi kwemuronga unenzvi Jodhani, vanhu vazhinji vakauya zvakare kwaari. Aivadzidzisa zvakare, sezvaagara asiita.
|
|
\v 2 Zvino vafarisi vaka kwaari vasida kumuedza vakamuvhunnza vasiti, "Zviri pamurawona kuti murume arambe mukadzi wake?" \v 3 Akapindura asiti, "Mozesi akakutaudzeni kudini?" \v 4 Vakati, "Mozesi akvhumira murume kuti anyore gwaro rekurambana wobva amutandaidza. " |