sna-x-shangwe_mrk_text_reg/08/01.txt

1 line
459 B
Plaintext

\c 8 \v 1 Pamazuva iwayo, pakanga paine gurususu revanhu ,vakanga vasina chokuja. Jeso akadaidza vadzidzi vake akati kwavari.'' \v 2 Ndine mutsa negurususu revanhu nekuti varikuramba vaneni kwamazuva matatu asi havana chokuja \v 3 .Ndikavati vaende mumisha yavo vasina chokuja, vanowa hwire vari munzira kuenda kumusha. Vamwe vvha parefu''. \v 4 Vadzidzi vake vakamupindura, tewana kupi zvingwa zvekwana gurususu revanhu vakadai muma tongo kuti tiva gutise?''