1 line
341 B
Plaintext
1 line
341 B
Plaintext
\v 18 Nekuti Joni akanga ati kuna Herodhi, "hazvetendehwa kuti ugare nemukadzi wemukoma wako," \v 19 Herodiasi akamunyeterera zvekuda kumuwuraya, akamutadzirira, \v 20 nekuti Herodhi waanga asichaJoni; nekuti aimuziva ari murume wakarurama, aneera, akamuchengeta zvakanaka. Kuteerehwa kwaakaita kwakamushamisa zvikuru, izo akamunzva asifara. |