sna-x-shangwe_mrk_text_reg/06/01.txt

1 line
475 B
Plaintext

\c 6 \v 1 Akaburika kunze pakarepo ndekuenda kuguta rekumusha kwake, pakarepo vadzidzi vake vakamutovera. \v 2 Musi sabata wasvika akadzidzisa musinagogu. Vanhu vazhinji vakanzva zvaitauhwa vakashamidzika. Vakati, " Akaiwanayi dzidziso yakadayi?" "ko manoyi akapiwa iye? "Ko zvishamisoyi zvishamisoyi zvanoita nemanja ake?" \v 3 "Ko haasi muvezinayu, mwana wamariya nemukoma waJemusi na Joses, na Judha, naSimon? Hanzadzi dzake hadzibo pano nesuna? Vakanyetedzewa na jeso.