1 line
286 B
Plaintext

\v 21 Zvino mukana wakawanika wekuti vaite mhemberero dzezuva raakazvariwa, akaitira mahiko makorokota ake nevatongi vekugareriya. \v 22 Zvino mwanasikana waHerodhi pachake akapinda ndekuvatambira , akafadza Herodhi nevaenzi vake, mambo ndekuti kumusikana, "ndiudze chauneda ndikupase."