1 line
337 B
Plaintext
1 line
337 B
Plaintext
\v 7 Akadana vane gumi nevaviri, ndokutanga kuvatuma vari vaviri vaviri, ipopo akavatambidza simba remweya mutsvene rekukurira mweya \v 8 yakaipa uye akavaraira kuti vasatore kana chinhu chemunhu chibodzi parwe ndo rwavo, kunze kwemudonzo, kwete chekuja, kana chigwebe, nemari mumagwebe avo- \v 9 asi vafeke shangu, vasafeke nguwo mbiri |