Sat Nov 26 2022 11:57:12 GMT+0200 (Central Africa Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2022-11-26 11:57:13 +02:00
parent b0bd61fdfe
commit 27a23ad9fd
1 changed files with 1 additions and 1 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 20 \v 21 \v 22 Murume akati, "Mudzidzisi, zvese zvinhu izvi ndazvutevedzera kuvha ndiri mukomana wechidiki." jeso akamutarisa akamuda. Akati kwaari, "Chimwe chinhu chausina. Unofanira kutengesa zvese zvaunazo upewo varombo, uye usazviunganidzira fuma yekudenga. saka huya, nditevere." Nekuda kwekutaura uku akataridza kusafara asivha avha ipapo asina mufaro nekuti aive nefuma zhinji \v 20 Murume akati, "Mudzidzisi, zvese zvinhu izvi ndazvutevedzera kuvha ndiri mukomana wechidiki." \v 21 jeso akamutarisa akamuda. Akati kwaari, "Chimwe chinhu chausina. Unofanira kutengesa zvese zvaunazo upewo varombo, uye usazviunganidzira fuma yekudenga. saka huya, nditevere." \v 22 Nekuda kwekutaura uku akataridza kusafara asivha avha ipapo asina mufaro nekuti aive nefuma zhinji